Ndemo
(runangakatsva kubva kuChindeme)
Shoko rokuti ndemo (contrariness in character or purpose) rinotaura munhu kana chinhu chine zvinangwa kana mushandiro unopokana nezviripo zviri kudiwa kana zvinotarisirwa.
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Mwana waSaunyama ane ndemo - apa kureva kuti mwana uyu haaite kana kutevedza zvinangwa zvenguva iyoyo zvinenge zvakatarwa kuti zviitwe.
- Chindeme (unfavourable outcome) zvinoreva mhedzisiro isina kururamira mubati kana ari kucherechedza.
Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Indemo hadzo dzeane nyota, asi mvura haikokotwi. It is (hopelessly) incongruous for a thirsty person but water cannot be scraped up with a finger.
- Indemo dzomutenda kukumbira mvura imwe anayo. It is contrariness for a sick person to ask you for water which is there.
Shoko iri rinokwanisa kuzoshanda kuturikira inonzi negativity kuEnglish.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- VaSwahili vanoti mteremo, miteremo, nderemo (joy, happiness; cheerfulness, contentment, comfort; light-heartedness, freedom from care; amusement).