Chinamano
Mataridziko
Chinamano izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Josiah Chinamano naRuth Chinamano.
- Mano (plans; devices; schemes).
- Kutanda mano kana kuruka mano (to plan).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.