Chimwana sezita

Kubva Wikipedia

Chimwana izita remhuri rinowanikwa kuMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Namubuya Chimwana; Stuwart Chimwana; Devine Chimwana; Joseph Chimwana.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Nsenga vanoti chimwana (n. sort, kind, size, amount). Mamwe mazwi: chimwana (n. a definite quantity; quantity).
  • Nsenga vanoti chimwana chimo (same; alike, equal, like).