Chimhungu sezita
Mataridziko
Chimhungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Patience Chimhungu, Paul Chimhungu, Beauty Chimhungu, Faith Chimhungu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Xitsonga vanoti ximhungu (n. Bateleur eagle).