Chimanda

Kubva Wikipedia

Mutsika dzeVaShona vari muZimbabwe kana musikana achiroorwa kune zvirango zvinobhadharwa zvokutenda kuti musikana akawanikwa ari mhandara. Chirango ichi chinonzi chimanda. Kazhinji chimhanda chinobhadharwa iri mbudzi kana mombe, uye chinounzwa pamwe negumbeze.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaSwahili vanoti kimanda (right, correct, true; genuine; fitting, proper; due).