Chilenda sezita
Mataridziko
Chilenda izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tawanda Chilenda; Yolanda Chilenda; Kudzayi Chilenda; Ruvarashe Chilenda.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Umbundu inoti ocilenda (n. tumor; boil) kureva mota.