Svetuka kuchirochemo

Chikwata

Kubva Wikipedia

Chikwata (team) zvinoreva boka revanhu vakakumbana vane chinangwa chimwechete.

Mhando dzeZvikwata

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kikuyu inoti kokwata (adhesion). Kikuyu vanoti makwatano (alliance, coalition; organisation).
  • MaZulu vanoti isikwata (n. squad) kureva chikwata. Muenzaniso: isikwata somgwaqo (road gang).
  • Barotse vanoti sikwata (large group of people; of animals) kureva chikwata.
  • Lugwere inoti kakwate kana bukwate pakuwanda (connection, relationship) vachireva kakwata?.
  • Lugungu inoti kuukwatangana (be in accord) kureva kukwatana. Lubwisi inoti kikwato (n. tool, instrument) kureva chibatiso.
  • VaGungu vanoti kuukwataniza (join in; take part in s.t. that s.b. else is doing or to go somewhere with them.) kufamba sechikwata.