Svetuka kuchirochemo

Chikuta sezita

Kubva Wikipedia

Chikuta izita remhuri rinowanikwa kuZambia neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Mainza Chikuta; Moses Chikuta; Nisha Chikuta; Dora Chikuta.
  • Mamwe mazwi: Guta sezita; Lukuta sezita.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Swahili inoti kikuta (stone border, masonry enclosure e.g. around a grave) kureva mudhuri wemambwe wakakomberedza musha kana rinda.
  • Kinyarwanda vanoti rukuta (wall). VaKabwa vanoti ukuta (n. wall). VaYao vanoti likuta (a rough shed made of grass).
  • Luganda inoti chikuta (husk, shell, bark of a tree) kureva goko kana gwati. Shambala vanoti lukuta (n. wall) kureva madziro.
  • Kemedzung vanoti kuta (n. 1. group of people; 2. crowd). Mamwe mazwi: kikuta (empty plastic bag of rice).