Svetuka kuchirochemo

Chikumbi sezita

Kubva Wikipedia

Chikumbi izita remhuri rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Felix Chikumbi, Teddious Chikumbi; Chikumbi Nkole; Rudo Chikumbi.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaLenje vanoti likumbi, chikumbi kana liyowa (n. a cloud) vachireva gore.
  • VaLenje vanoti makumbi kana mayowa (n. clouds) vachireva makore.
  • VaBemba inoti cikumbi (n. Eyebrow) kureva tsiye.