Chikomo sezita
Mataridziko
Chikomo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Chikomo; Elias Chikomo; Trymore Chikomo; Brian Chikomo.
- Chikomo (n. a hill) zvinoreva gomo diki.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Luvale vanoti chikomo (n. surprise gift. A name given in Luvale to a child born unexpected?).