Chikoko sezita

Kubva Wikipedia

Chikoko izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Raymond Chikoko; Kundai Chikoko; Monique Chikoko; Steven Chikoko.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.