Chikata sezita
Mataridziko
Chikata izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Stanley Chikata; Darlington Chikata; Tendai Chikata.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.