Chikamu choupenyu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chikamu choupenyu (Nge. slice of life) chidimbu choupenyu kana chimhedu choupenyu, chinotsanangura kuratidzwa kwezviitiko zvemazuva ose muuseza uye uvaraidzo.[1]  Muthiyeta, chikamu choupenyu zvinoreva uvusikwa (naturalism), nepo murureketo (parlance) rwe uvaranomwe imhando yekuundura (kunareta nyaya) iumo kutevedzana kwezviitiko muhupenyu hwemutambi kunoratidzwa, kazhinji kushaikwa kwekurongeka, kukakavara uye kuburitswa, uye kazhinji. kuva nemagumo akazaruka.

Chikamu choupenyu che hanime ne manga[chinja | edit source]

Tarisai: Chikamu choupenyu

Mashoko ashandiswa[chinja | edit source]

Bhii rokuti th rinowanikwa kumitauro ye Chibantu asi rinotaugwa sa "t" nyanatirwa (aspirated) - shoko rokuti natira[2] rinoreva (inhale, aspirate).

  • Uvaraidzo (entertainment) kana indatenimende muChishongrish.
  • Thiyeta - pakunyorwa peshoko rokuti thiyeta rinotaugwa sezvoitwa kuChingezi kwarakabva, senge pakunyorwa kwe zita rokuti Sithole (ndi Sitole), asi thieta/thiyeta (ndi thiyeta).
  • Vusikwa (naturalism)

Makatagori[chinja | edit source]

  • Uvuzima kana Uuzima (realism) kubva paVuzima/Uzima (real, reality, existence) - shoko iri ririko kuChishona asi chirevo chacho chiri kubva mimwe mitauro ye Chibantu senge Chiswahiri chinoti
  • runzanga (social)
  • Huunduranyaya (storytelling, narrating) kuundura kana kudanaura mazwi anoreva kubvisa manhenga eshiri, nhenga ne nhenga asi anoshandiswa zve kureva kuudza nyaya uchitaura dhitali ne dhitali (detail by detail) uye poyindi ne poyindi (point by point)
    • - sezvoitwa nyaya ine tsauko ne tsauko uye inoteera chikamu nechikamu pakunyatso undura misoro yayo. Zvakafana nokuti: nyatso taura mhosva/nyaya yako iyoyo sokunge urikubvisa shiri/huku manhenga.
  • rureketo (parlance; a particular way of spekaing)

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. Jewell, Elizabeth J.; Abate, Frank R., eds. (Gunyana 2001). "Chikamu choupenyu"
  2. Vashona, 10 Kukadzi 2020, "inhale" Yakatariswa: 6 Chikumi 2022