Chihwa sezita

Kubva Wikipedia

Chihwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Brian Chihwa; Stella Chihwa; Tatenda Chihwa; Albert Chihwa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaBemba vanoti ciwa (ghost, demon) kureva chipoko. VaLozi vanoti siwa (n. night heron) rudzi rweshiri.
  • Baila vanoti chiwa (outer appearance) vachireva chitarisiko chekunze. Mamwe mazwi: chiwa (drought) vachireva nguva yenzara.
  • Herero vanoti otyi-hua (forest, thicket, foliage). C'Lela vanoti c'wàa (n. youth, youthfulness).
  • Sangho vanoti ubwaa (n. greatness, size; kingdom). Mamwe mazwi: mdu mbwaa (n. King; a big man).
  • Sangho vanoti sêwa (n. family) vachireva mhuri.