Svetuka kuchirochemo

Chihoboya sezita

Kubva Wikipedia

Chihoboya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Pamela Chihoboya; Moleen Chihoboya; Primrose Chihoboya; Tracy Chihoboya.
  • Kuhobodza rinoreva kuonza muviri - (Make thin or emaciated).
  • Mazwi ari pedyo: Mahoboya, Hoboka sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • MaZulu vanoti hoba (v. 1. Draw back; withdraw into oneself. 2. Live retired, be in seclusion).
  • MaZulu vanoti ilihobo kana amahobo pakuwanda (n. Poor person) vachireva munhu murombo.
  • Nyakyusa inoti hoboka (become happy) kureva kufara.