Svetuka kuchirochemo

Chigozo

Kubva Wikipedia

Chigozo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe

  • Vanhu vane zita iri: Kune musha nemhuri inonzi Chigozo kwaMusana pedyo neBindura.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.