Chigombe sezita
Mataridziko
Chigombe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Rugombe muteyo weshiri.
- Rugombe (n. Spring of a trap).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.