Chiganze

Kubva Wikipedia

Chiganze izita remhuri muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Elizabeth Chiganze; Tsitsi Chiganze; Winnie Chiganze; Khanyisile Chiganze.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaRundi vanoti kuganza (rule over, govern) vachireva kutonga nyika.
  • VaRundi vanoti kuganzwa (to be ruled over, to be governed).
  • VaNande vanoti eriganza (count, calculate, enumerate) kureva kuverenga. Mamwe mazwi: eriganzika (be an accountant). óbutágánzika (innumerable).