Svetuka kuchirochemo

Chigama sezita

Kubva Wikipedia

Chigama izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Sebia Chigama, Natalia Chigama; Rumbidzai Chigama.
  • Mazwi ari pedyo: Gamanya sezita; Nyamugama sezita.
  • Gamha kana gasva zvinoreva chibatiro chisina kuzara - apa ingava hari, dengu, tswanda, chirongo kana chimwewo chibatiro.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Lugwere inoti kugaama (v. speak in unison) kureva kutaura mose pamwechete. Zulu inoti ukugamanxa induku (to hold a stick by the middle).
  • MaZulu vanoti gamanxa (ideophone of acting incompletely, doing by halves). Sokuti: Ithunga selithe gamanxa (The milk-bucket is half full).
  • Zulu inoti gamanxa (Act incompletely, do by halves ; hold in the middle). Sokuti: Ukukhuluma ngisakugamanxile (I am half-way through my talk).
  • Shilluk inoti gam (receive, catch something or someone, usually in one's hands; 2. deliver, act as a midwife, "catching a baby") kureva kugamha.
  • Kidawida vanoti kugama kana kukoronga (v. to irritate; aggravate; annoy).