Chigaga
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChigagairwa chemhandara)
Chigaga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Vongai Chigaga; Cynthia Chigaga; Taurai Chigaga; Anashe Chigaga.
- Ko kuti chigagairwa chemhandara zvinorevei?
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- MaZulu vanoti isigaga kana izigaga pakuwanda (n. person with well-developed chest) vachireva munhu ane chipfuva chakakura zvakanakisa.
- MaZulu vanoti isigaga kana izigaga pakuwanda (n. Well-developed chest) vachireva chipfuva chakakura zvakanakisa.
- MaZulu vanoti isigaga kana izigaga pakuwanda (n. greyhound) vachireva imbwa yerudzi rwegreyhound.