Svetuka kuchirochemo

Chidzikwe sezita

Kubva Wikipedia

Chidzikwe izita rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti otyizikua kana otyizikira (n. fixture).
  • Herero vanoti omaoe omazikira (n. immovable stones).
  • Herero vanoti omuti omuzikira (n. a fixed deeply rooted tree).