Chichava

Kubva Wikipedia

Chichava izita remhuri rinowanikwa kuMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Sergio Chichava; Romana Chichava; Marina Chichava; Dinis Chichava.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.