Chibhebhe

Kubva Wikipedia

Chibhebhe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti beba (Spread - as fire, epidemic) vachireva kubhebha. Mamwe mazwi: bebeza (Fan up a fire, incite) vachireva kubhebhesa.
  • MaZulu vanoti bebetheka (1. blown into furious flame; be swept along (as veld fire; 2. Talk fiercely. 3. Grow quickly).
  • MaZulu vanoti isibebe (Person broad across shoulders or hips) munhu akapamhama pamapendekete. MaZulu vanoti isibebe (n. Broad, flat object (as plate, sheet of zinc, etc.).
  • Nyanja vanoti bebe (n. great heat). Fananidzai nokuti moto uri kubhebha.