Chenje sezita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chenje izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Baila vanoti chenje (name of an insect that bites and hangs on) kureva kapuka kanonuma kachibva kabatirira.
  • VaGiryama vanoti chenje (torch; a branch of the chaa, a euphorbiaceous plant, dried and used to give light) zvichida vachireva zhenje.
  • VaGiryama vanoti ch'enje (dazzling light; sunbeam).
  • VaYao vanoti lichenje (a deep descent ; a precipice) kureva mawere kana materu akadzama.