Mhanje
Mhanje, ramba kana tsotse (Animal incapable of producing offspring).
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Mhanje isina mwana hainzi ichembere. A barren woman should not be considered as an old one.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- VaGanda vanoti gumba (barren - of animals or humans) vachireva mhuka kana munhu asingabereke.