Chasokela

Kubva Wikipedia

Chasokela izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNyakyusa vanoti sookela (appear at; happen).
  • Mang'anja vanoti kusokela kana kusochera (to lose one's way, to stray) vachireva kurasika nzira.