Charo sezita

Kubva Wikipedia

Charo izita remhuri rinowanikwa muAfrika.

  • Vanhu vane zita iri: Pendo Charo.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Luwanga vanoti eshialo (country, world, land) kureva nyika kana Pasirose.
  • Tumbuka vanoti charu (land, earth, field) vachireva nyika, ivhu kana munda. Lugwere vanoti kyalo (nation, world).
  • Nsenga vanoti charo (land, earth) kureva nyika kana ivhu. Lunda vanoti chalo (land, earth) vachireva nyika kana ivhu.
  • Luganda vanoti ekyaalo (n. Village).