Charles Charamba

Kubva Wikipedia
Charles Charamba
Akazvarwa: 27 Kubvumbi 1971 (zera 50)
Udhidhizha: Muzimbabweni
Usevenzi:
  • Mhanzi
  • Mfundisi
  • Munyori wenziyo,
  • Purojusa
Mudzimai: Olivia (née Maseko)

Charles Charamba (akazvarwa 27 Kubvumbi 1971) muimbi wenziyo dze Chikristu anemukurumbira muZimbabwe. Anoyimba mumhanzi wezvechitendero achishandisa mitauro yakaita se Chishona, Chindebele ne Chingezi.

Mhanzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nziyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nziyo dzake dzakafarirwa zvokuti:

  • "Machira Chete"
  • "Sarudzai",
  • "Masimba Ndeenyu",
  • "Kumakomo Uko",
  • "Handidi Naye",
  • "Tauya Kuzomutenda".
  • "Buruka"
  • "Nyika
  • "Mhinduro Iripo"

kushevedzwa kwe madhisaipo

  • "Abba Father"

Maungamhanzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Maungamhanzi ake anosanganisa:

  • Tinashe Akatendeka (1997)
  • Johanne 3:16 (1998)
  • Vhuserere (2000)
  • Exodus (2001)
  • Sunday Service (2002)
  • Verses and Chapters (2004)
  • New Testament in Song (2007)
  • Pashoko Pangoma (2010)
  • WeNazareta (2014)
  • Abba Father (2017)