Charama

Kubva Wikipedia

Charama izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Brighton Charama; Tanya Charama; Sofia Charama; Fadzai Charama.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNyakyusa vanoti alama (v. settle at bottom) kureva kugarana pasi.
  • VaNyakyusa vanoti alama (v. duck).