Chakona

Kubva Wikipedia

Chakona izita rinowanikwa muZimbabwe. Kukona (to fail) zvinoreva kukundika pakutita chinhu. Chiro chatadzika chinodzi chakona.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Zvakona n'anga murapwa achida.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Izwi rokuti kona kana piana (inherit) rinotaurwa kuKalanga richireva kugara nhaka.
  • Izwi rokuti chikono kana chpiano (inheritance) rinotaurwa mururimi rweLenje richireva nhumbi dzenhaka.