Chakawata sezita

Kubva Wikipedia

Chakawata izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Shamiso Chakawata; Rumbidzayi Chakawata; Tanaka Chakawata; Mazvitaishe Chakawata.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti kuwatama, watamira; bwatama (to be level or straight, flat, open). Sokuti: po-watama (a level place).
  • VaChewa vanoti bwatama (to crouch as in a game or in hiding) vachireva kuhwatama.
  • VaYao vanoti kubwata (to crouch down) vachireva kuhwata.