Chakandama

Kubva Wikipedia

Chakandama izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Abraham Chakandama; Omega Chakandama.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kinande vanoti erikandama (n. to be coagulated; coagulate; be rigid) kureva zvinoita mukaka waiswa lemoni.
  • Kinande vanoti erikanda (n. to become fat, thick, frozen, gelatinous like fat).