Chabuka

Kubva Wikipedia

Chabuka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Prosper Chabuka; Brian Chabuka; Tapiwa Chabuka; Fadzanai Chabuka.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNyakyusa vanoti buukila (v. go to). Mamwe mazwi: buuka (go to).
  • VaMaconde vanoti kuuka (v. to go). Mamwe mazwi: kuuka mushu (v. continue, get worse).

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]