Bwila sezita
Bwila izita remhuri rinowanikwa muZambia, Congo Kinshasa, neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Elsie Bwila; Sarah Bwila; Tunu Bwila; Emmanuel Bwila.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Nyakyusa inoti bwila (always) kureva nguva dzose.