Butoka sezita
Mataridziko
Butoka izita remhuri rinowanikwa muTanzania, neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Esther Butoka; Sylvie Butoka; Lumiere Butoka; Dongo Butoka.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Bushong inoti butoka (n. ashes, mildew, mould).