Svetuka kuchirochemo

Burura sezita

Kubva Wikipedia

Burura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neBurundi.

  • Vanhu vane zita iri: Vigilance Burura; Joyce Burura; Moise Burura; Wirimai Burura.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kinande inoti eriburura (n. skim; remove scum from).