Buleya

Kubva Wikipedia

Buleya izita remhuri muZimbabwe.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTonga vanoti buleya (crowd, public, folk, the public) kureva ruzhinji kana mhomho.