Black Panther (firimu)

Kubva Wikipedia
Black Panther
Mudhirekta Ryan Coogler
Vanyori
Ruvambo Black Panther

na

Mupurojusa Kevin Feige
Vadanhi
Sinema-ogirafi Rachel Morrison
Vagadzirisi
  • Michael P. Shawver
  • Debbie Berman
Mhanzi Ludwig Göransson
Kambani yakapurojusa Marvel Studios
Muunzi kuvanhu: Walt Disney Studios

Motion Pictures

Misi yokubuda:
  • Ndira 29, 2018 (Dolby Theatre)
  • Kukadzi 16, 2018 (Amerika)
Nguva: 134 minutes
Nyika: Amerika
Mutauro: Chingezi; Chixhosa
Bhajeti: $200 miriyoni
Bhokisi Hofisi: $1.382 bhiriyoni
Ryan Coogler

Black Panther ifirimu rekuAmerika rakabuda mugore ra 2018 rakasikwa kuenderana nemutvarwa (kharekta) wemuMarvel Comics. Firimu iyi yakapurojuswa ne Marvel Studios uye ikaunzwa kuvanhu ne Walt Disney Studios Motion Picture, ifirimu yechigumisere ye Marvel Cinematic Universe (MCU). Yakadhairekitwa na Ryan Coogler, akabetsera kuinyora pamwe na Joe Robert Cole. Vadanhi vayo vanosanganisa Chadwick Boseman sa T'Challa / Black Panther, uyewo Michael B. Jordan, Lupita Nyong'o, Danai Gurira, Martin Freeman , Daniel Kaluuya, Letitia Wright, Winston Duke, Angela Bassett, Forest Whitaker, na Andy Serkis. Mufirimu iyi, T'Challa ndi mambo we Wakanda mukutevera rufu rwa baba wake, T'Chaka, asi umambo hwake hurimunjodzi nekukwemuvengi anoronga kuparadza nokusiya tsika dze nyika yacho nokutanga revholusheni ye pasirose.

Wesley Snipes akange aida kupurojusa firimu re Black Panther muna 1992, asi wushumo hwake hauna kubudirira. Muna Gunyana mugore ra 2005, Marvel Studios yakavudza vanhu kuti firimu re Black Panther sechikamu chemafirimu akange aneruvambo muvatvarwa (makharekta) ve Marvel Comics uye yakaunzwa kuvanhu ne Paramount Pictures.

Ramangwana[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Firimu inoitevera:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Terevhizheni sirizi yezveWakanda[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Yakataurwa nezvayo muna 2021 na mudhirekta wayo Ryan Coogler, uye Danai Gurira akakwanisa kuodhishina akawana nzvimbo semutambi wemuvarwa wake Okoye munyaya ye Black Panther.

Tarisai futi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]