Bingandadi
Mataridziko
Bingandadi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Francis Bingandadi; Stephen Bingandadi; Melanie Bingandadi; Rutendo Bingandadi nevamwe vakasiyana siyana munyika ye Zimbabwe ne Mozambique. Vanhu ava vanechipo cherudo pakati pavo. Havahure. Vane muviri yakareba, nekusimba. Havakasike vakanda mapfumo pasi. Vane rukudzo uye havabate bate mishonga.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.