Bimbiri sezita

Kubva Wikipedia

Bimbiri izita remhuri rinowanikwa kuTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Ramso Bimbiri; Alberto Bimbiri; Vutivi Wa Bimbiri.
  • Bimbiri kana bere (whole cob of maize) apa kureva muguri uchine chibage chawo.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Dor vanoti fïmbïr kana pïmbïr (mod. round). Mamwe mazwi: fïmbïr kana pïmbïr (adj. round). Fananidzai nokuti mupimbiri kana bimbiri?