Besa sezita
Mataridziko
Besa izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Democratic Republic of Congo neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Albert Besa; Marx Besa; Philmon Besa; Besa Kaumba.
- Besa (cold in the head). Vamwe vatauri vanoti mabesa kana mabesha.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.