Svetuka kuchirochemo

Bengo sezita

Kubva Wikipedia

Bengo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Lexah Bengo; Nompumzo Bengo; Takura Bengo; Lilian Bengo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lenje inoti penga (be distressed, depressed, suffer pain or sorrow).
  • Sangho inoti bengo (ripening; redness). Mamwe mazwi: bengo (n. avoidance).