Banhwa

Kubva Wikipedia

Banhwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Duncan Banhwa; Ropafadzo Banhwa; Tyson Banhwa; Josephat Banhwa.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChewa vanoti banwa kana zibanwa (n. cheek-bone) kureva bvupa reshaya.