Zvidhinha

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Industricentralen July 2011c.jpg

Zvidhinha (bricks) zvinoreva ivhu rakakanyiwa nemvura rikawumbwa muforoma richizopiswa pahovhoni nemoto kuti risimbe. Zvidhinha zvinoshandiswa kuvaka imba, nekushongedza pamba mubindu.

Bhaibheri rinotaridza kuti makarekare kuEgypt vakanga vave kukanya zvidhinha vachikavisa nazvo. Rinotaura mubhuku raExodus 5:7 richiti, "Musarambe muchipa vanhu huswa hwokuita zvidhinha nahwo sezvamakaita kusvikira zvino; ngavaende vanozviwunganidzira huswa vomene.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro