Tsanga (mbeu)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
A grain paddy, tamil.jpg

Tsanga (single grain) zvinoreva mhodzi imwe yechibage, gorosi kana imwe mbeu. Vamwe vatauri vanoti mhuuze kureva tsanga diki dzinenge zviyo.