Mazita eChishona

Kubva Wikipedia

Mazita eChishona ari pachinyorwa chino mazita ari kushandiswa mazuva ano semazita ekupiwa. Mazita eChishona akawanda nokuti mamwe mazita anopiwa zvichienderana nokuti vabereki kana mhuri iri padanho rakadii muupenyu. Sokuti mhuri yabva mukufirwa inokwanisa kupa mwana azvarwa panguva iyoyo zita rokuti Munyaradzi kana kuti Tanyaradzwa.

Pachikamu chino hapana kunyorwa mazita emhuri. Mazita ari pano akanyorwa zvichitevedza marongerwo ezviperengo zvemavara nemashoko kana bumbiro re mabhi.

Chinangwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chinangwa chechinyorwa chino ndiko: kudada nerudzi rwedu; chimiro chedu; nekwatinobva, kuita manyawi nemutauro wedu; kutenda nekurumbidza Mwari kuburikudza nemazita edu; tiine tariro yokuti ramangwana redu rinodadisa.

Vamwe vedu vechitema vari kune dzimwe nyika vanopa vana vavo mazita emutauro wavo; ndicho chishuwo chiri pano kuti tipfumbidze nokupemberera rurimi rwedu rwatakapiwa naiye musiki.

Tarisiro ndeyekuti mazita ari pachinyorwa chino achapfuuura 500; pari zvino mazita aripano anodarika 400.

Mazaita Anodikanwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

A[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Chirevo Zita Chirevo
Ab
Abarahama kureva akabara hama; baba wehama. Abhurahama uhlovo wezita rekuti Abraham
Ach
Achiriko Achiko
Achiripo Achipo
Ad
Adiwa Ada
Adiwanashe Adaniwa
Adaishe Adaniwanashe
Ae
Aedza
Aedzwa
Af
Afara Afaranashe
Afadzwa Afadzaishe
Ag
Agere Agerepamoyo
Agerenashe Agona
Agonanei
Ai
Aidei Aita
Aida Aiziva
Aizivaishe
Ak
Akudzwa Akagondeka
Akudzwanashe Akuranashe
Akoshei Akosha
Akoshasaani Akunda
Akundanei Akundei
Akundiswa Akasvinuka
Akatova Akatendeka
Akudzwe Akanaka
Am
Amira Amirenaishe
Amirira Amudaishe
Amosi sezita remubhaibheri Amos. Amudisa
Amuda Amudana
Amura Amudanaishe
Amurai Amureka zvimwe nezita rekuti Amurega
Amupa Amurega
Amupaishe Amuona
Amuziva Amuonaishe
Amuzivaishe Amugonda
Amugondaishe Amugondesa
Amukudza Amukudzaishe
An
Anaka Anazvo
Anaishe Anaye
Anashe Anayemuriro
Anemutsa Anesu
Anani Anesuishe
Aneni Anerudo
Anemi Anemoyo
Anei Anengoni
Anofara Anenjere
Anofaranei Anenjodzi zita iri ngarisapuhwe vana,

ityai Mwari.

Aneruzoro Anoona
Anoshuva Anoonaishe kureva Mwari vanoona zvose.
Anopa Anoonazvoseishe
Anomuda Anomudaishe
Anoziva Anozivashe
Anovimbanashe Anouya
Anotenda Anotendamunashe
Anodaniwa Andirangarira
Anovimbanaye Andiraya
Anobwinya Andirayaishe
Anehanya Anenyasha
Anodiwa Anogaranasu
Anotichengeta Anogaranesuishe
Anotida Anotidaishe
Anotsiva Anatswanashe
Anotechengeta Anatswa
Ao
Aona Aonei
Aonaishe Aonga
Aonanei Aongaishe
Ap
Apiwa Apamoyo
Apona Aparudo
Apiwarudo
Ar
Aripo Aripedyo
Ariko Ariega
Aripoishe Arikuno
Arikoishe Aripamoyo
Arikana Arimumoyo
Aruona Araya
Aruonarudo Arukoshesa
Arimo
As
Asara Asarurei
Asarirei Ashinga
Ashira kureva kuti Gashira. Asika
Asiya Asvika
Aseka Asimuka
Asima Asetsa
At
Atida Atora
Atidaishe Atiranga
Atipa Atirangaishe
Atipaishe Atitora
Atenda Atiropafadza
Atikomborera Atiropafadzaishe
Atikomboreraishe Atikudza
Atisvinutsa Atikudzaishe
Atisvinutsaishe Atisvitsa
Atiparudo Atisvitsaishe
Atipamutsa Atiwandisa
Atishingisa Atiwandisaishe
Atiziva Atizivisa
Ativimbisa Atizivisaishe
Atipiyanisa Atidadisa
Atidadisaishe Atigondesa
Ationesa Ationesaishe
Atova
Au, Av, Aw
Auya kubva pawito rokuti kuuya Auyanashe
Awuya Awuyanashe
Avuya Avuyanashe
Awuyanei Avuyanei
Auyanaye Awuyanaye
Avuyanaye
Az
Aziva Azivaishe
Aziwa Azivei
Aziwei

B[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

C[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Chirevo Zita Chirevo
Cha, Chwa
Chaona Chaonanei
Chaonamunashe Chaonamuriro
Chaonanesu Chaonarima
Chakoshei Chauya
Chakoshanei Chakondechei
Chamira Chamisa
Chamiramunashe Chamiranehana
Chamiranaye Chamiranesu
Chadiwanaishe Chimirira
Chadiwanesu Chadiwanehana
Chakudzwa Chakaneta
Chauyanaishe Chaendanaishe
Chaoniswa Chamirirei
Chakudzwanaishe Chakuramunashe
Chatora Chatorwa
Chatonga Chatongaisu
Chaminuka Chakaona
Chakaonei Chakaonamuriro
Chaedza Chamunorwa
Chaedzanezuva Chauyanezuva
Chakajeka Chavonga
Chawapihwa Chandapihwa
Chafara Chafadzamoyo
Chafadzwa Chafarisa
Chanetanei Chandaonamunyasha
Chakanaka Chanaka
Chanakamunashe Chanakachega
Chaedzwa Chafadzaishe
Chaneta Chaishe
Chasiya Chaendanaye
Chamuka Chamukanezuva
Chasimukanezuva Chandiropafadza
Chazama Chapuku
Chawanda Chawona
Chakakosha Chawana
Chao Chanatswa
Chadenga Chamirai
Changamire Chando
Che, Chwe
Chenai Cheneso
Chenaimoyo Chenaimuhana
Chenaimose Chemoyo
Cherupo kureva chekupiwa Cheruponiso
Chekuzuru Chakata
Chengoni Cherudo
Chengetai Cheneswai
Chengetanai Chenjero
Chenzero Chemutsa
Cherunako Chenjedzo
Chenjerai Chenjere
Chenzira Chemedzai
Chenzero Chemai
Chenzira Chezhira
Chengeto
Chi, Chwi
Chipo Chipochashe
Chipocherudo Chipiriso
Chido Chidochashe
Chidochemoyo China
Chipiri Chiendo
Chioniso Chitsidzo
Chinei Chiratidzo
Chineni Chinaye
Chimotsi Chikondi
Chishanu Chitatu
Chigondi Chitendo kubva pa "kuwanda"
Chinoziva Chikondiso
Chiyo Chigondiso
Chivhu Chiwedzero kubva pa "Kuwedzera"
Chinyenye Chinga kubva pa "jinga"
Chiendere Chizuru
Chidhumo Chiuru
Chienderero Chimiriro
Chikomborero Chimoyo
Chiendese Chiringe
Chiruva Chinako
Chiriyo Chipiko
Chidzidzo Chiedzo
Chidzokere Chishumiro
Chichemedzo Chigumi kubva pana "gumi"
Chimidzo Chigumo kubva pana "kuguma"
Chiedza Chimuko kubva pana "kumuka"
Chiedzachashe Chiedzachake
Chikudzo Chinaishe
Chipihwo Chivaraidzo
Chionei Chishuwo
Chikundo Chishuvo
Chikundiso Chizivo
Chitendeko Chiriko
Chiripo Chinewe
Chijekeso Chivheneko
Chiremera Chisimira
Chikudzei Chirongo
Chifadzo Chivimbiso
Chishumirei Chidamoyo
Chiwandika Chiziviso
Chivuya Chiramwiwa
Chidakadzo Chitendei
Chinyaradzo Chikudzo
Chikuru Chikudze
Chivaraidzo Chiweza
Chiweshe Chiwera
Chirahwe Chiyo
Chiwara Chiwaru
Chiwashira Chijeko
Chiratidzo Chisi sezuva rekuzorora musi wechisi
Chingamidzo Chirimo
Cho, Chwo
Chokwadi Chorunako
Choto
Chu, Chwu
Chuma Chumachashe
Churu Chumi
Chumacherudo

D[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

E[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Chirevo mu Chishona Mazita
Edzai Edzo
Edzwai Emerina
Ei Emoyo
Endai Endesaikunashe
Eriya Endainaye
Enzanisanai Endainashe
Enzanisai Endaikunashe
Erukudzo Eriza
Eza sekuti kueza Ezai
Ereketai Etsira sokuti kubetsira, kuetsera
Ezira Ezekieri
Esiteri Esiteri wemuBhaibheri Esita kureva Esiteri
Esteri kureva Esiteri Erisha kureva Elisha, Anenysha
Erudo Ereyaza kureva Lazarasi
Eriyakima Eliakima

F[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

G[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Ruvambo Mazita Ruvambo
G
Gaya Garai
Gadzirai Garikai
Gambandishe Gadzikai
Gadzai Garirai
Gamuchirai Gamuchiro
Gadzikwai Gamuchidzo
Gashirai Gashiro
Garainashe Gashira
Garaimunashe Gamuchiranai
Gabhuroni kureva Gabhurieri
Giribheti Gidhiyoni
Gomo Gonesai
Gondai Gonai
Gorerino Goneso
Govero Govai
Goveranai Goveso
Gonekai Gondo
Goreriya Gondobwe
Gorerashe Gokomere
Gumi Guma
Gumai Gumiro
Gunyumbi Gumiguru
Gumisai
GW
Gwai Gwairashe
Gwatiranga Gwara
Gwararezhou Gwishiri
Gwendo Gwinyiso
Gwisai Gwisano
Gwirai Gwisanai
Gwinyai Gwiyo
Gwiyogwemoyo

H[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Tsananguro Mazita
H
Hama Hamandishe
Hamadzashe Hamunyari
Hana Hanayashe
Hanayavo Hamufari
Harunami Hazvinei
Haruchiko Haruperi
Hachina Haruchipo
Hazviperi Hatityi
Hakurotwi Hanu
Haruna Hakunei
Hanayacho Haro
Hatendi Hazvina
Haudi Hatinei
Harinei Hamuchinei
Hatichina Hamunei
Haudei Haunyari
Haridi Harifi
Harifirudo Haagari kureva asingagari
Hachiperi Hanga kutodza mhuka
Haunei Haruperirudo
Harutizivirufu Haridinaye
Harioni Hanganwa
Hondowe Hondohwe
Hondobwe Hondo
Horanyi Honai
Horai Hoto seshiri yachona
Hupenyu Hungwe
Huyai Huyaiishe
Humiro sekuti umiro Huyautende
Huoniso Huyanashe
Hunaku Hunako
Hunei Hurungudo
Huchi Hukundo
Hutendi Hukoshi
Hw
Hweva Hwevera
Hwami Hwamindishe
Hwanaka Hwaidzashe
Hwinyai sekuti hwihwinya Hwiriro
Hwihwinya Hwiridzai
Hwamanda
Hwoto
Hl
Hloniphai sekutodza Chindau

I[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazita Ruvambo Mazita Ruvambo
Idai sokuti "ida" Idaishe sokuti "ida ishe"
Idaiishe Irikidzai
Isheanesu Irikidzo
Ipai Ipaishe
Ipainomoyo Inzwaishe
Itai Itainorudo
Izwi Itainomoyo
Izwiriya Izwirashe
Isai Irwai
Ina Isheanopa
Iriko Ichiko
Inoki semunhu wemuBhaibheri Ibwe
Isaya Ipairudo
Ivainesu Iwainesu
Isaka Ingidzai
Isheanopa Isheanoda
Ishemunyoro Isaimumoyo
Ishemanzwa Ishemunonzwa


J[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Tsaanguro Mazita
J, Jw
Jaira sekuti "kujaira" Jairo
Jairisa Jairiso
Jambwa Jairira
Jaidzo Jana kureva janha kana janho
Janha kureva mukana Jaidzwai
Janho Jairiro
Janhi Jakove
Jecha Jena
Jenaguru Jekesai
Jekeso Jetero kureva Jetro
Jenganiso Jekuche
Jekereso Jekai
Jeremiha Jaidzai
Jinga kureva "foothill" Jiho kureva "ultisol"
Jihwo Johane
Jokoso Johani
Jingarechikomo Jingachinga
Jingarashe Jowani kureva Johani
Joere Joshuwa
Josefa Jowana munhu wemuBhaibheri
Jarata Jekanyika
Jeko Jenjedza

K[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazita Tsananguro Mazita
K, Kh
Karakadzai Karikoga
Kashiri Khanyiso kutodza Chindau, kureva kubakisa.
Khanyisai Khanyisa kutodza Chindau,

kureva kujekesa

Kanaka Kanya
Kanyai kubva pakuti kukanya Kanaishe
Khanyai kutodza Chindau Kanaye
Kanyisai Kanemuriro kureva kanemoto
Karuva Kamoto
Karuvakashe Kanatwo
Kamuriro sokuti kamoto Kavaridha kureva varidha ridoko
Kajeko Katendeko
  • a small thanks,
  • a small prayer
Kanotenda Kanouya
Kanemoyo Kadakadzwa
Karekano Kanemufaro
Kafaranei Kamoyo
Kanehana Kanofara
Kaendanashe Kaedzwa
Kasiyei Kayedzwa
Karipo Kafadzwa
Kariko Kanesimba
Kazama Kazhira
Kaiziva Kanerupo
Kakosha Kakoshei
Kawana Kaonesei
Kandira Kaonei
Kanyeredzi Kaonanei
Kambeu Kanoziva
Kakhanyisa Kanozivei
Karikega Kaneruzivo
Kanovimba Kapinimidzo kureva "a small thought"
Kaona Kaonaishe
Kavona Kaonarudo
Kachuma Kaonamoyo
Kaonasimba Kaenda
Kajongwe seruva racho Kaseke
Ketai
Komborerai Koshai
Kudakwashe Kudzai
Kudzwai Kudzanai
Kudzwaimunashe Kumbirai
Kuziva Kundai
Kuzivakwashe Kutsirai
Kushinga Kundiso
Kupukai Kudaishe
Kunaye Kunaishe
Kuchinei Kumbiraishe
Kunei Kunani
Kundisai Kuonakwashe
Kugonda Kuziya
Kufaranashe
Kw
Kwayedza Kwanaya
Kwaedza Kwanai
Kwadoka Kwandiriko
Kwirirai Kwidzai

M[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Tsananguro Mazita Tsananguro
M
Maidei Maita
Makagona Makagonaishe
Makanakaishe Makandipa
Makandipaishe Makanyara
Mazvita Makanaka
Makatipa Makundano
Makuwerere Makura
Maruvaruva Manatsa
Mandibhuya Manikai
Mandigona Mandivamba
Maruvaashe Mandidaishe
Masimba Masimbaashe
Masekei Maonei
Maona Matidaishe
Maonamunashe Mandida
Maruva Maruvaashe
Mandidisa Maonamurudo
Maoneso Makatendeka
Mavambo Matinunura
Maoneso Maonesi
Maonero
Matipa Matipaishe
Marisa Mavonga

Mawonga Maonga

Mazvitaishe
Matendo
Madekwana Madeko
Mazviitaishe Mauya
Matida Matidaishe
Mazivarudo Maziva
Matiparudo Maivamoyo
Madekwaano Manhoko
Matinunura Mauyaishe

Mawuyaishe Mavuyaishe

Manheru
Mavongei

Maongei Mawongei

Mavanesu
Matengaashe
Manueri Mapinima
Mawanda Mazano
Maida Mabvirazuva
Magwati Mavirira
Maenda

Mayenda

Maendanaye
Maenda
Maendanashe

Maendanaishe

Marasha kubva pa "rasha"
Manyenjere sparks of fire when poked
Mandiedza Mapinimidza kureva mafunga
Matizama Mauyanashe

Mauyanaishe

Manyika
Mawada

Mavada

Matikudza
Matikudzaishe
Mangwanani Madokero
Makuseni Matiwandisa
Mafaro Matiwandisaishe
Mafadzo Mafaro
Makai Matidadisa
Madadisa Mateo

Mateu

kureva Chihebheru - Matthew
Madadisa
Maisei Mahoro
Maseu

Maseo

Matizodza
Madiwa
Makomborero Matiropafadza
Maropafadzo Manaka
Mabuwa Mabuwe
Matizorodza Matora
Madiwanashe Mapihwa

Mapiwa

Mapihwanashe

Mapiwanashe

Mafara
Makajeka Majekesa
Matonga Maunga

Mawunga Mavunga

Matongaishe
Matongwanashe

Matongwanaishe

Matiraya
Majekanei Makajekeswa
Mavheneka Mavheneko
Majeko Makoshei

Makosheyi

Majekanei
Manetei Makosheswa
Mawana Mawanarudo
Makosha Makakosha
Manatswa Matiyeuka
Matiyeuka Matiyeutsa
Matiziva Matizivisa
Mashinga Matishingisa
Matonhodzo Mamoyo
Mazana Mana
Mambire Mavhudzi
Mavura Makumi
Marangarira Marangariro
Matiranga Matiraira
Matironga Matisvitsa
Masvika Mauro
Makei Mauroano
Makore Makanai
Mera Merai
Mwenje
Mira Mirai
Miriro Michakata
Misai Misa
Michakata Miswai
Miriraishe Miso kureva "chimiso"
Mirainashe Minja
Mhizha Misha
Misiso Miswanashe
Miranaye Miramurudo
Minamato Mirairo
Moyo kureva mhumba, moyo Moyomoto
Moyoweshumba
Moyomuriro
Misodzi Moyowevhu
Muchabaiwa Muchaneta
Moyotsva Moyowani
Moyowashe Moyochena
Moyomoto Muchaneta
Muchadura Muchengeti
Muchineripi Mufaro
Mugoni Mugondeki
Mukai Mukudzei

Mukudzeyi

Muneni
Muchengeti Mugondi
Mugovi Mugovera
Mugondi Mukudzeiishe
Murumbidzei

Murumbidzeyi

Munei
Muneniishe
Munzwi Munetsi
Munonzwaishe Munopa
Munonzwaishe Munzwi
Munorweyi Munopa
Munopaishe Munyaradzi
Mutange Mutangi
Muringi Muringira
Musundire Musodzi
Muoni

Muvoni Muwoni

Mutsa

Musa

Mutsawashe
Mutumwa Musawashe
Mufudzi Murisi

Mulisi

Munhongedzi
Murudo Muriro
Munashe Mumwoyo
Munodei Mumoyo
Munongedzi Muhana
Mufare Mufarekwazvo
Munopa Mufadzi
Munazvo Mutswai

Mutswayi

Mukai

Mukayi

Munashe
Munaye Murudyi
Muongi

Muvongi Muwongi

Musarirarudo
Munodada
Munodadisa
Mutsvuku Mununuri
Musatye Musiyiwa
Munotyei Mufirarudo
Muzivi Mudadi
Muchena Muchenesi
Mungoni Mutsitsi
Muneinazvo Mutendi
Mungoni Mungonidzashe
Musarirako Munei
Mungonidzashe Mumusa
Muonisi Munyasha
Mutsitsidzashe Mumutsa
Mumusa Muhunaku
Mb
Mbiri Mbariro
Mh
Mhara Mhingaidzo
Mhinduro Mharidzwa
Mhiko Mhindi
Mv
Mwaita Mwatipa
Mwoyo Mwoyomwoto
Mwoyochena Mwoyowashe
Mv
Mvumo Mvumirano

N[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Ruvambo Zita Ruvambo
N
Naka Nakai
Natsai Natswai
Namatai Naya
Nakiso Nayiwai
Nakiswai Nanhasi
Natsa Nangai
Nangidzai Nanganisai
Namato Namiso
Namai Namisai
Naishe Naishetapona
Naishetakura Naishetawana
Naishetazama Naishetizere
Naishetinazvo Naishetiripo
Naishetigere Nerudo
Nehanda Nenyasha
Nengoni Nebeza
Nemoyo Netsai
Netseko Netsekano
Netsekanai hanae
Nerunako Nehunako
Nerugare Nerukudzo
Neruzoro Nezuro
Nerunako Nehanya
Nerupo Nechido
Nundu Norudo
Nunuro Norutendo
Nunurai Nomutsa
Norukudzo Noushe

Novushe

Nonokai
Nomwe
N'
Nd
Ndaisva Ndaiziva
Ndarama Ndaramo
Ndangariro Ndarira
Ndafara Ndofara
Ndanatswa Ndanatswa
Ndouya Ndione
Ndungamidzo Ndionei
Ndira Ndomupei
Ndombo Ndoto
Ndoro Ndorochena
Ndotopamoyo
Ng, Ngw
Ngwarai Ngara
Ngwariro Ngwarisanai
Ngoma Ngirozi
Ngarawa Ngoni
Ngano Ngonidzashe
Nh, Nhw
Nhamo Nhamodzaenyika
Nhasi Nhaka
Nhema Nhambo
Nhambochigare Nhiriri
Nhundu Nhodzero
Nhari Nhoro
Nj, Njh, Njw
Njapa Njere
Njeredzashe Njeredzanhasi
Njiri Njiva
Ny
Nyarai Nyasha
Nyaradzai Nyaradzwai
Nyaradzo Nyararai
Nyakare Nyamushi
Nyahuma Nyashanu
Nyundo Nyundoyashe
Nyengeterai Nyeredzi
Nyenyedzi Nyengetero
Nyengedzero Nyevero
Nyemwerero Nyemwero
Nyemwerai Nyika
Nyikadzino Nyikadzashe
Nz, Nzv, Nzw
Nziyo Nziyodzashe
Nzira Nzirayashe
Nziramunashe Nziyodzedenga
Nziyomumoyo Nziyodzerudo
Nziyodzemufaro Nzirainashe
Nzwanai sekuti kunzwa Nzwisisai sokuti kunzwisisa
Nzwananai Nzwisiso
Nzou

O[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazita Tsananguro Mazita Tsananguro Mazita Tsananguro
O-
Onai

Onayi

ohnai (stylizing) Ongai

Ongayi

sokuti "kuonga"/ kuvonga Ona Ohna (stylizingi)
Onesai

Onesayi

Omesai

Omsesayi

Omai

Omayi

Onaishe
Onanai

Onanayi

Omberai Oneswai

Oneswayi

Onisa Ongororai

Ongororayi

Onseo

P[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Tsananguro Mazita Tsananguro Mazita Tsananguro
Pa-/Pha-/Pwa-
Paidamoyo

Paidamwoyo

kureva kwaidiwa nemoyo . Panodamoyo

Panodamwoyo

kureva "panoda moyo" Pamhidzai

Pamhidzayi

kubva pa "kupamhidza"
Panashe

Panaishe

Pamhidzo Panganai

Panganyi

Paradzai

Paradzayi

Pawandiwana Pamandiwana
Panewe Pauri Paneni
Panani Paari Pahana
Panerudo Panemoyo

Panemwoyo

Panei

Paneyi

Panechido
Pavari

Pawari

Pano Parudo
Panapa Pamoyo

Pamwoyo

Panguro Panenjere
Paurosi Pasina Pamberi
Paidaishe Pakanaka Panaka
Parinobva Panerunako Paunabvo
Patiri Patiritose Papiro
Pe-
Pedzisai

Pedzisayi

Pemberai

Pemberayi

Pepukai

Pepukayi

Penyai Penya Pietro

Piyetro

Pedyo Petro

Petiro

Perai
Pi-
Piwai

Pihwai

Pikirai

Pikirayi

Pika
Pisai

Pisayi

Pindurai

Pindurayi

Pindirai

Pindirayi

Po-
Poshi

Potsi

Pomerai

Pomerayi

Pondai

Pondayi

Pu-
Pfuma Pfunye kureva funye Pupurai

Pupurayi

Pfungwa Puwai

Puwayi

Pfuvana kureva fuvana

R[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazita Tsananguro Mazita Tsananguro Mazita
Ra-/Rha-/Rwa-/Rya-
Ranganai

Ranganayi

kubva pashoko rokuti "kuranga" Rangarira kureva "rangarira" Rangarirai

Rangarirayi

kubva pana "kurangarira"
Rangariro
Raramai

Raramayi

Ratidzai

Ratidzayi

Ratidzo
Raviro
Rambai

Rambayi

Rasikai Rakidzai

Rakidzayi

Ranaka
Ramuka Ramutswa Ratenda
Raedza Rafara Rauya
Raya Raura

Rawura

Rawana
Rayira

Raira

Raenda
Razama Raendanaye
Rakosha Raendanashe Raonaishe
Rairai

Rayirayi

Raona

Rawona Ravona

Raonarudo
Raonamuriro
Raonamoyo Rakasimba
Ratidzwai Rakidzo
Re-
Regai

Regayi

Revai

Revayi

Reveso
Remekedzo
Remekedzai

Remekedzayi

Revesai

Revesayi

Ri-
Rindai

Rindayi

Rindirai

Rindirayi

Ringanai

Ringanayi

Ringisai

Ringisayi

Riva Ringiso
Ringirai

Ringirayi

Ringanisai

Ringanisayi

Rwiyo

Rgwiyo

kureva rwiyo kana gwiyo.
Rwiyorwashe

Rgwiyorwashe

Kureva "rwiyo/melodhi ya Mwari" Rwiyorwedenga

Rgwiyorwadenga

kureva "rwiyo/melodhi ye matenga"
Rwiyorwemoyo kureva rwiyo rwe pamoyo
Rwiso

Rgwiso

kubva pa kurwa Rwizi

Rgwizi

kureva rwizi Rioneisimbarashe
Rionei

Rioneyi

Ro-
Ropafadzo Ropafadzai

Ropafadzayi

Rorunako
Rohunako

Rounako

Rovuzivo
Roto Rouzuru
Ru-
Ruva Ruvarashe Ruvaremoto
Ruwa Ruvauzuru Ruvaredenga
Rufaro Ruhana kireva "soul" kana "inner-heart" Runeni
Rudo Runako Runeyi

Runei

Rudorwashe Rudo
Rudado Rudaviro

Rudairo

Rujeko
Rugare Rukudzo
Rumbidzo Rumbidzai

Rumbidzayi

Rumbidzaishe
Rumbidzwai

Rumbidwayi

Runatso
Runakorwashe Runesu
Rungano Rungamirai

Rungamirayi

Ruregerero
Runyararo Rusununguko
Rutendo Ruramai

Ruramayi

Ruvheneko
Ruvimbo Ruvingo
Ruzivo Rusvingo Ruwadzano
Rukudzo Ruvoni

Ruoni Ruwoni

Ruyanano
Rupauro Rupo
Rushingi Rupiya
Rushesha kureva jecha Ruandhle

Ruandye

kureva marini, gungwa Rukundo
Ruedzo

Ruyedzo

Rugondano kubva pa kugonda
Ruwizi

Rugwizi

kubva pa rwizi kana gwizi Rugondi
Rumurai

Rumurayi

Rushingo
Ruhweva Rushuvo

Rushuwo

Rusvodi Ruseza Rufuvha kureva rufuvha (dry stream)
Rugoyi Ruvhene Rugundiya
Ruramo Rukondo Ruwarikana
Rushanga

Rutsanga Ruhlanga

Ruwarikano

S[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Chirevo mu Chishona Zita Mazita
Sa-/Sha-/Shwa-/Sva-/Svwa-/Sta-/Ska-/Skwa-/Swa-
SarudzaiSarudzayi Sarudzo Shamiso
Shanga Sharai

Sharayi

Sarai

Sarayi

Shana
Shandai

Shandayi

Saruva
Safira Sauro
Safiri Sanganai

Sanganayi

Sawaya kubva pa "kasawaya"
Sango Sarura
Sangorashe Sarangahwe Sasai

Sasayi

Sai kureva saisai Sase
Sasaradzi Sasi Shava
Shanu Savhana senzvimbo Saheru senzvimbo
Savara

Sawara

seshiri yacho savara/sawara Sahara senzvimbo
Save senge rwizi - save
Se-/She-/Sve-/Svwe-
Sekai

Shekayi

Sekesai

Shekesayi

Sheunesu
Sere senumeri yacho - sere
Shezhu seshiri yacho - shezhu Sesedzai Sei

Seyi

Sheva Shero kureva veto
Si-/Shi-
Shinga Shingai ungati shingayi zve Shingirai
Shingisai Shiri Shiriyedenga
Shiriyashe Simba Simbarashe
Simbaredu Simbai Simbisai
Simbiso Simbaneuta Simbaramwari
Svikire Svikai Svitswai
Svinukai Svinuko Sinuu
Siyai

Siyayi

Sikai Sino
Sikiso Sinu
Sikaruva Sikarudo Sikarugare
Sikamuhana Sikarupo Sikautano
Sikamufaro Sikamuriro Siyarugare sekuti "siyarugare paunofa"
Siyarudo Shizha Simukai

Simukayi

Simudzwai
So-/Sho-
Shorai Shorwayi Shoko
Shokomuhana Soko Shokorashe
Svodai Svova Svoyo
Soromoni Sororezhou
Su-/Shu/Svu-
Suko kureva suko (white clay) Sungano Shupikai
Shumirai Shungu Shuvirai
Shuvai Shumba Svugu semhuka yacho - svugu

T[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Tsananguro Mazita Tsananguro Mazita Tsananguro
Ta-/Tsa-/Twa-/Tya-/Tla-
Tabatsirwa Tadiwa Tadiwanashe
Tafara Tafadzwa Tadiwatese
Tafirenyika Taguma Takawira
Takunda Takundamunashe Takundanashe
Takudzwa Takudzwanashe Takura
Takurai Takuranai Tamayi

Tamai

Tambudzai Tamburiro
Tanaka Takanaka Tanakiswa
Tamirira Tamiriraishe Tamirirarudo
Tamira Tamuka Tamuparudo
Tanatsa Tanatswa Tanatswanashe
Tanetseka Tanai kubva pakutana,

kureva kuguma zvaurikuita

Tanga
Tangai Tangawamira Tangawarima
Tanonoka Tanyaradzwa Taombera
Tamuziva Tamutswa Tapuhwa
Taona Taonga Tapuhwamutsa

Tapuhwamusa

Tawona Tawonga
Tavona Tavonga Tapiwa
Taonanyasha Taonaishe Tapiwamutsa

Tapiwamusa

Taonamunana Taonamutsa

Taonamusa

Tapfuma Tapfamamunashe
Tapfumanei Taonarudo Tafungiwa
Tapfumiswa Tapedza Tazivikwa
Tapera Tarangana Taziviswa
Taringa Taringakunashe Taringamberi
Taoneswa Taonamurima Taringamangwana
Tariro Taonamuriro Taridzwai
Tarisai Taridzai Tarubereka
Taruvinga Tarupiwamutsa Tarupiwamufaro
Tarupiwarudo Tariroyashe Taruwona
Tangidzai Tasara Taruvona
Tsanga Tsuro Taruona
Tarwa Tarwirei Tasara
Tatenda Tagwirei Tsara
Tatendaishe Targwirei Tashinga
Taurai Tauya Tashingiswa
Tavamanya Tavariswa Taurawa
Tavuya Takunda Tawana
Tawuya Tavaziva Tawananyasha
Tawanda Tawandiswa Tawanamusa
Tawedzerwa Tavengwa Tawanamutsa
Tayambuka Tazvida Tawanamusha
Tadadiswa Tadada Tawanarudo
Taonamurima Taoneswamurima Tazviona
Taenda Tasvika Tazarurwa
Taendanashe Tafambanashe Tasvinutswa
Tsvakai Tazviwana Tazvivinga
Tavingarugare Tadakara Tambaoga
Te-/Tse-/Twe-/Tsve-
Tendai Tendekai Tendero
Tendesai Tendo Teurai

Teurayi

Teverai Teveraishe
Ti-/Twi-/Tsi-
Tinofambanashe Tichafa Tichakunda
Tichakura Tichaona Tichatonga
Timukudze Tinashe Tirimunashe
Timirenashe Tinaye Tinetariro
Tinenyasha Tineruvimbo Tinotenda
Tinei Tionei Tinomudaishe
Tineyi Tiringei Tiringeishe
Tirivafi Tirivavi Tirivanhu
Tirivashe Tizirai Tizorodzei
Tsitsi
To-/Tsvo-/Tso-/Two-
Tomutenda Tongai Tobaiwa
Todini Tofara Tomuvonga
Tomuziva Tovaziva Togarepi
Tofirei Tochemerei Toringepi
Tonderai Tongesai Torevei
Tovera Tose Tovadini
Tomondo Tsoko
Tu-/Twu-/Tsvu-/Tsu-
Tsungai Tsungirirai Tsvuku
Tungamirai Tumai Tsvuki
Tutsirai

U[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Tsananguro Mazita Tsananguro Mazita Tsananguro
U-
Uchirai Upenyi Usiku
Unako Ukudzo Ungu seruvara
Uta Utati

V[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita Tsananguro Mazita Tsananguro Mazita Tsananguro
V-
Vandirai Vandaudzai Vusiku
Varaidzo Vimbai Vunako
Vengai Vimbanashe Vupenyu
Voniso Vingai Vukudzo
Vongai Vuoni Virimai
Vurunganai Vushemadzoro Vutabwashe

Vutahwashe

Vanengoni Veto
Vh-
Vheneka Vhenekai Vhenekiso
Vhuramoyo Vhuramai Vhuvhuta
Vhudzijena

W[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Y[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Z[chinjirudza | chinjirudza mabviro]