Mufarinya

Kubva Wikipedia

Mufarinya kana mujumbuya (cassava) chirimwa chinodyiwa mudzi wacho. Mudzi uyu unofashaidzwa wodyiwa kana unowomeswa wokuuyiwa kuita hupfu.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]