Simbi
From Wikipedia
Simbi (metal) dzinoonekwa nokukwanisa:
- Kupambadzirwa kuita rata.
- Kuva nehukukutu zvichireva kuti dzakasimba.
- Simbi zhinji dzinonyauka pahujoto hwakakwirira kudarika 500oC.
- Kuva nehuduma hwakakwirira - kudarika 4000 ton/cubic metre
Zita rekuti simbi rinowanzo shandiswavo kureva steel kana iron (Fe). Dzimwe mhando dzesimbi dzino sanganisa mhangura, ndarama ne zeng'e.
Simbi inopisa yeMupfuri.