Waya zvinoreva simbi yakazvuviwa kuita tambo nhete. Waya dzinoshandiswa kutakura mitoro, kutakura magetsi, nokutakura mashoko erunhare.