Nyundo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Hammer-1.jpg

Nyundo (hammer in English) zvinoreva turuzi inemupinyi nesimbi inorema kumberi. Nyundo inoshandiswa kukomesa zvipikiri, kupfura simbi, kupaza mudhuri nemamwewo mabasa anoda kurova nechinhu chinorema.

Rimwe zita renyundo rinonzi sandho.